Varume vaviri vari kudzidza Bhaibheri

Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

Bhaibheri rinoita kuti uve noupenyu hunogutsa zvechokwadi.


Nzvimbo ino yepaIndaneti ndiyo inobudisirwa mashoko echokwadi ezvinotendwa, zvinodzidziswa, nezvinoitwa neZvapupu zvaJehovha. Watchtower Bible and Tract Society of New York, Inc. isangano repamutemo rinoshandiswa neZvapupu zvaJehovha.

Uri Kukumbirwa

Ungada kudzidza Bhaibheri uye kuwedzera ruzivo rwako rweBhaibheri here?

Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri

Jesu nekakomana

Iri ibhuku renhau dzechokwadi. Dzinotorwa mubhuku gurusa renyika, Bhaibheri.


Ungada Here Kuziva Chokwadi?

Mukadzi ari kudzidza zvinodzidziswa neBhaibheri

Chokwadi nezvei? Nezvezvimwe mibvunzo inokosha zvikuru inogara ichibvunzwa nevanhu.


Kuguma Kwechitendero Chenhema Kwava Pedyo!

Hure

Chii chinonzi chitendero chenhema? Chichaguma sei? Zvichava nechokuita newe sei?